In a post she wrote

Ayiwazve facebook hatibve ichitibhadhara kudayi 😂.


It’s just that this month s pay yakadhakwa 😢how did I get 900 Usd shuwa considering that ndomboshuta kusvika kuma 4k?
I’m very disappointed ☹️ this month I did not work hard I’m busy focusing on unnecessary things . Let me go back to my content Zukerbeg is not happy with me .
Mukationa tiripano tiripabasa mufunge saka paye pamunoti chimbonyarara marihaipinde 😂😂😂.
Speed kunotsvaga content 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️Mai Tt mukutamba nebasa dzokerayi panzvimbo

Facebook Comments