Susan Mutami has shared a scary dream of Nelson Chamisa dying in a man made car accident. She also said Kasukuwere was not going to make it to the presidency due to death and it was July Moyo who was going to be president with Auxillia as vice.

Murandarume @Hon_Kasukuwere ndaratidzwa pamweya watadza kuita president, wafa, July Moyo asiyirwa chigaro na ED pasina congress uye Auxillia aita Vice President. Ndaoneswa uchitaura na Isaac Moyo pa watsapp asi mweya mutsvene wati ndikuudze kuti why are u so dumb,ndaratidzwa…

… zvakare nzvimbo yakavigwa ma arms iri padhuze ne Sherwood ne parallel army structure iri well equipped kudarika ZNA ichaitwa unleash pamberi apo poita mhiri zhonga. Ndiri kusowe ndaona va Chiwenga vachinzi vapisirwa mumba even though imba yavo ine fire proof…

… ndaratidzwa zvakare pamweya @nelsonchamisa achinzi afa ne accident, bt accident yacho it was a man made one. Ndaona zvakare Sanyatwa arikutevererwa kunyika kwaari . Mweya mutsvene wati nditaure vanhu vazive anyway gd morning y’all.

Facebook Comments