Renowned comedian Freddy Manjalima popularly known as Kapfupi has written a message for Sir Wicknell asking why he was left behind whilst others were being ‘gifted’.

In a message on facebook, he wrote ‘Sir Wicknell Hello Baba Sir wicknell chivhayo Zita rangu ndonzi Freddy manjalima kapfupi.

Sekutaura kwaBaba Zakaria handipo kutongera vapfumi asi I’m was wondering why you left me behind the gifts that you given to those who supported ZANU PF rallies party iniwo mandiregererawo pavamwe mukuru .

All rallies held in Epworth I was there supporting ZANU PF ndiri mwana wesangano re ZANU PF kana kwaPresident ndakatombosvikako na Manager wangu Shugeta anogarokurumbidzai zvikuru nebasa ramunoita kubva musiwekutanga .Ndinomuda musangano zvekudaro handitye or kunyara nebato rangu Vanhu vese vanotozviziwa kuti Ndiri we ZANU.

Nyangwe song anoshandiswa kumaradio stations as a jingle ya Amai ye Angel of Hope tisu takaita ne team yangu
Ende ndicharamba ndichitsigira Musangano we ZANU
kusvika Jesu wadzoka pano Pasi Ndinotenda …
ZANU PF Huchimi…..ED Huchii. #2024 kusvika #2030

Facebook Comments